THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 27 (MWANA AKAFANANA NAMWARI) #theclosurednashow #tinashemugabe

Published 2024-01-24

All Comments (21)
  • @pottiesbites729
    Mainini has a lot to say, if she's given time in privacy. Stay Blessed mainini.
  • @mkomatee6350
    Vanhu varikukura chokwadi ma 21 years nema 23 years emazuvaano vakutoenzana nesu ma 38 years
  • @markmax3112
    Mafariro evanhu avo seriously panga Paine nyaya apo but the two dd not want to divulge their issues. They tried to maintain their dignity
  • This couple needs a serious counselling, a lot is happening but well done to them for maintaining their dignity
  • @nancymabika6438
    Baba vanenge vane mental challenge ๐Ÿคฆ๐Ÿพโ€โ™€๏ธ
  • @zolekanncube4872
    You are a very patient man Tinashe. I wouldnโ€™t waste time interviewing adults who are just giggling the whole time.
  • There's no way this guy was born after the millennium i age yebhora iyi
  • @Chiefkamanga
    โ€‹ha idzi ndo type inenge ichingodawo kubuda pa tv kkk yakato planner kuti ndovarovera track suit yangu iya ne ma teki e yero ndobva ndamboshaika vozonditsvaga hahaha๐Ÿ˜ฌ pazobuda ma results manje haa madam vazosimuka kunomira pane imwe view in another way trying to say mukuda kumboedza kuitaseiko imimi mukuda kundi saiza here panapa. At the end got to understand that there was an issue but it looks like they didnโ€™t want to disclose it. I believe they need Foundation to come in kuti vanyatsoture nyaya yavo.
  • @user-fv2nd2yo4u
    Ini ndaona baba ava vari intelligent of course vangasiri kunyatsopindura bt vakatongwara kudarika vamwe vari kutaura zvemental health
  • @mrsg5844
    Tinashe met his match ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ the tea was hard to get. The guy wanted to protect his wife.
  • Respect this couple ndaisa likee โคโค๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ
  • Ana Tinashe vanopenga chete ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚, this is the second Tinashe ari crazy from uya weMutare wekaDrone๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚
  • @rue5548
    Vanhu dont get it wrong pavanhu ava nrkusekanyika nyika kwavo there is a story yavasina kutaura ipapa yavanoziva vari two. And it seems they have their way of communication,a code sort of vanozivana. Vatoronga havo zvekutaura kana Tinashe auya so pakupindura izvozvo umwe ndopaari kuseka. For example vakatotaurirana kuti akandibvunza mwana akafanana nani ndichati namwari and vese paataura izvozvo vabva vaseka. They know each each
  • @ruel1703
    I don't see anything wrong with this guy i actually have respect for him ๐Ÿ‘
  • @uhmtapza5635
    Idzi blaz dzine kamwe ka that so, kakuzungaira like, kunge chipositori chakamwinyirira muzuda imom
  • @PamKam-cw2cq
    This guy anga ane mareasons buh anga asingangodi kufumura mhuri yake โค
  • @berthapaison7905
    Vanhu vakasa ita drama hanzi vanema mental challenges so now i wonder if we're the ones with mental issues bcz the way we dont like calmness scares me